Duramazwi · zita
hubvu
tsubvu
Duramazwi · zita
Muchero mutema unoberekwa nemuti unonzi muhubva unodyiwa navanhu nemakava.
Muchero mutema unoberekwa nemuti unonzi muhubva unodyiwa navanhu nemakava.
Gava imhuka inogara musango, inowanzofamba usiku, yakafanana nembwa uye inopona nokudya mbeva netumwe tupuka uye inofarira hubvu chaizvo.
Kuti chubvu kuwira nokunyura kungaita chinhu mumvura.
Kuti chubvu kukurunga zvinenge zviri muhari kana mugate nomugoti. Masvusvu aingunonzi chubvu chubvu kusvika aibva.
tsubvu
Duramazwi
01 / 03huchapa
Kusave netsvina pachinhu chimwe (messiness/dirtiness).
VerengaSwipe for the next word