Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kusave netsvina pachinhu chimwe (messiness/dirtiness).
1
Kusave netsvina pachinhu chimwe (messiness/dirtiness).
Vakafunga kuti ndiTadiwa nekuti Tanaka bodo nehuchapa hwake haaimbogeza nguva dzakadaro.
Kunyara kunyara chii chacho, mhamha havagare vachi complainer pano nyaya yako yehuchapa nekudzungaira dzungaira kwako here!
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03huchi
honey
VerengaSwipe for the next word