Duramazwi · zita
udiki
childhood
Duramazwi · zita
childhood
Udiki inguva yokunge mwana asati ava munhu mukuru anogona kuzviriritira.
Udiki inguva yokunge mwana asati ava munhu mukuru anogona kuzviriritira.
Kana munhu achinzi akapwereka anenge ane maitiro ehwana udiki achitaridza kusadzikama.
Kunutsa kuchengeta mwana kubva muhwana udiki kusvikira ave munhu mukuru.
Udiki inguva yokunge mwana asati ava munhu mukuru anogona kuzviriritira.
Duramazwi
01 / 03udoko
Dudziro yekuve chinhu chidiki panyama kana pazera (smallness/youth).
VerengaSwipe for the next word