Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane udhadha anenge akapusa, asingakwanisi kuita kana kuzadzikisa zvaanofanirwa kuita.
1

Kudhadha kucheka chinhu chakaita sendandi kana dehwe uchiburitsa tutambo twakaita tudiki.
Kudhadha kutambanudza nokukakata chinhu chakaita sedehwe kuti chiome.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03udhudhu
Kana munhu achinzi ane udhudhu pfungwa dzake dzinenge dzisinganyatsoiti zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word