Duramazwi · zita
Zvinoreva
Madyo mutambo unenge une zvekudya zvakawanda chaizvo.
1

Baba ava vane madyo. Havabudi mukicheni.
Kana munhu achinzi ane madyo anenge achidya achikurumidza, sezvinoita munhu anokara.
Madyo mutambo unenge une zvekudya zvakawanda chaizvo.
2
Kana munhu achinzi ane madyo anenge achidya achikurumidza, sezvinoita munhu anokara.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03madzakinywa
Madzakinywa ndezvinosara kana nzungu dzabviswa mafuta.
VerengaSwipe for the next word