Duramazwi · zita
mukatirwa
Zvinoreva
Iri izita rinopihwa munhu mukusekedzana uye pachisahwira, richikudziridza zviito zvake. Napamusana pokuti baba vedu vaigara vachigadzira migomo vakabva vapiwa zita remadunhurirwa rokuti Chigogogo.
1
Iri izita rinopihwa munhu mukusekedzana uye pachisahwira, richikudziridza zviito zvake. Napamusana pokuti baba vedu vaigara vachigadzira migomo vakabva vapiwa zita remadunhurirwa rokuti Chigogogo.
Chemhanza izita remadunhurirwa rinopuwa chero munhu anenge apera vhudzi mumusoro.
Nyamadzihwa izita remadunhurirwa rinopi-hwa munhu anogara achichururuka madzihwa.
Iri izita ramadunhurirwa rinopiwa munhu akaipa, anokuvadza kana kuuraya vamwe.
Zvakafanana
mukatirwa
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03madyangwe
Madyangwe maitiro kana kutaura kunoita kuti vanhu vaseke.
VerengaSwipe for the next word