KwaunobvaDuramazwiMmadudumbwi

Duramazwi · zita

madudumbwi

Zvinoreva

Madudumbwi mweya unobuda wakaita zvibhora zvibhora kana waregedzerwa mumvura.

1

Madudumbwi mweya unobuda wakaita zvibhora zvibhora kana waregedzerwa mumvura.

Madudumbwi mweya unobuda wakaita zvibhora zvibhora kana waregedzerwa mumvura.

Kuti mvurututu kubuda kunoita mweya unenge waregedzerwa mumvura uchiita madudumbwi.

Mvututu mafuro kana madudumbwi anoita kana ukaregedzera mhepo mumvura.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madudumira

Kana munhu achiita madudumira muviri wake unenge uchihuta nokuda kokutya.

Verenga

Swipe for the next word