KwaunobvaDuramazwiMmadunduru

Duramazwi · zita

madunduru

Zvinoreva

Zvikomo zviduku pashango.

1

Zvikomo zviduku pashango.

Kugara madunduru kurova munhu wakamutsimbirira pasi, wakamudzvadzva nechepachifuva.

Kugara madunduru kuitira mumwe munhu zvinhu zvinomurwadza zvikuru.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madunhurirwa

Iri izita rinopihwa munhu mukusekedzana uye pachisahwira, richikudziridza zviito zvake. Napamusana pokuti baba vedu vaigara vachigadzira migomo vakabva vapiwa zita remadunhurirwa rokuti Chigogogo.

Verenga

Swipe for the next word