KwaunobvaDuramazwiRraitira

Duramazwi

raitira

-maka

Zvinoreva

Kana mudzidzisi achiraitira basa ranyorwa nevadzidzi anenge achiritarisisa achitaridza pavagona nepavakonewa.

1

Tsvunha kachinyorwa kanowanzoshandiswa nemudzidzisi achiraitira mabhuku evadzidzi semucherechedzo wokuti zvanyorwa zvakanaka.

Kana munhu akatsvunha anenge araitira pabhuku kana pamwe panhu sechiratidzo chekuti zvakanyorwa zvakanaka kana kuti zvapedzwa nazvo.

Zvakafanana

-maka

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word