KwaunobvaDuramazwiIiswa

Duramazwi · zita

iswa

Zvinoreva

Iswa chigadzirwa chinorukwa nemapote, chakafanana negudza uye chinowanzoyanikirwa upfu.

1

Iswa chigadzirwa chinorukwa nemapote, chakafanana negudza uye chinowanzoyanikirwa upfu.

Iswa chigadzirwa chinorukwa nemapote, chakafanana negudza uye chinowanzoyanikirwa upfu.

Semangu maitove nechitafura chaive chakashongedzwa nemucheka mutsvuku unopenya pamusoro pachibva paiswa macandles matsvuku.

Akachecheudza mbadzi yenhanga yakanga yakaora kuti irege kuiswa mupoto yokubikira.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word