KwaunobvaDuramazwiRrusemo

Duramazwi · zita

rusemo

Zvinoreva

Kana munhu aine rusemo pakudya, anenge achinyanya kusarura asingadi kungodya zvose-zvose.

1

Kamwana aka kane rusemo, ndiko kusaka kasingakuri.

Kana munhu aine rusemo pakudya, anenge achinyanya kusarura asingadi kungodya zvose-zvose.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rusenya

Rusenya ivhu rinenge rakanyanya kuita musheche.

Verenga

Swipe for the next word