Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rusasanhi tukwenzi tusingakuri, tunoita maruva eshora, akaurumbana, uye tunogona kuitiswa mitsvairo yapachivanze.
1

Zvakafanana
usakadza · mubumhanyuchi · rupumhanhuka · rusakadzi
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rusasano
Kana munhu ari parusasano anenge ari panguva yokufara achiwana zvikwanisiro zvokuita zvose zvaafunga.
VerengaSwipe for the next word