Duramazwi · zita
chibhubhubhu
random
Duramazwi · zita
random
Ichi chirwere chehuku chinoita kuti dzinete dzichibuda masiriri.
Chibhubhubhu kurovana kuya kwekungoti mumwe anenge achingoti chero chaabata, chero waarova.

Pamutambo wenhabvu, chibhubhubhu katambiro kekungoti ariwana okavira
chizee · chibhabhabha
Duramazwi
01 / 03ChiBhudha
buddhism
VerengaSwipe for the next word