KwaunobvaDuramazwiCchibhora

Duramazwi · zita

chibhora

Zvinoreva

Chibhorani.

1

Chibhorani.

Mwana akacheka chibhora chake nereza, mweya wanga uri mukati ukati fabu.

Girobhu imboni yimagetsi, kazhinji inogadzirwa negirazı rakatenderera kuita chibhora.

Kana ngoko ichikungurutsa chibhora chendove inenge ichichifambisa nepasi ichiita zvekuchisairira.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibhorani

Chibhorani itsime rine mvura, rinenge rakavakirrwa pamusoro pane muchina unodhaiwa kuti uburitse mvura nepaipi kubva pasi panzvimbo yakacherwa zvakadzika.

Verenga

Swipe for the next word