Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ndiriri kumira kwechinhu chinofamba kana kutenderera, uye kana chava kumira mabhureki acho anenge achirira.
1
Kuti ndiriri kumira kwechinhu chinofamba kana kutenderera, uye kana chava kumira mabhureki acho anenge achirira.
Rori yakasvikoti ndiriri pachiteshi, vanhu ndokudzika.
Ndinogara ndi- chikungura kuti dai ndiine mari zva- ngu, ndaitenga zimba rangu rema- ndiriri.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndiro
platter
VerengaSwipe for the next word