Duramazwi · zita
Ndira
January · january
Duramazwi · zita
January · january
Ndira mwedzi wekutanga mugore.
Ndira tupuka tutema tunoonekwa twakawanda mumwedzi waNdira, twakafanana nenyungururwi.
Ndira mwedzi wekutanga mugore.
Muna Ndira munhu wese anenge achona nokuda kwezororo reKisimisi rinopedza mari.
Munyurwi chirwere chokuzvimba zvokuta-ndira tsoka chinonzi chinowanikwa mumvura yakaita madhaka.
BaTakue vaifara zvisingaite kwave kubva vambundira Tadiwa ndokubva vamukisa.
Ndira tupuka tutema tunoonekwa twakawanda mumwedzi waNdira, twakafanana nenyungururwi.
Muna Ndira munhu wese anenge achona nokuda kwezororo reKisimisi rinopedza mari.
Munyurwi chirwere chokuzvimba zvokuta-ndira tsoka chinonzi chinowanikwa mumvura yakaita madhaka.
MaiMhofu vakabva vauya ndokumudonza kwave kunomukandira panze.
Mudzepete.
Nyamataka · Januwari
Duramazwi
01 / 03ndirendire
Ndirendire rwumwe rudzi rweshiri diki inodya mbeu mumunda.
VerengaSwipe for the next word