KwaunobvaDuramazwiNndinya

Duramazwi · zita

ndinya

Zvinoreva

Ndinya munhu anoda kugara oga asingadi kutaudzana kana kusekedzana nevamwe.

Kana munhu achindinya chikafu anenge achichiisa mumuromo chakawanda, ochimedza asati anyatsochitsenga.

1

Kuti tindinya tindinya kufamba kwemunhu mukobvu achitambisa magaro ake.

Kuti tindinya kuwanikwa kwemunhu akafa pasina anenge akazvigadzirira.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndinyira

Kundinyira kuvhara mwena kana buri kuti chinhu chirimo chisabude.

Verenga

Swipe for the next word