KwaunobvaDuramazwiGguhu

Duramazwi · zita

guhu

Zvinoreva

Hombarume.

1

Hombarume.

Kana chinhu chichinzi chakaita guhu chinenge chakaita mukurumbira uye chakanzikwa nezvacho nevanhu vakawanda chaizvo.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

guhumura

Kuguhumura kuteurira zvinhu pasi zvinenge zviri mumaoko.

Verenga

Swipe for the next word