KwaunobvaDuramazwiNnjuma

Duramazwi · zita

njuma

Zvinoreva

Munhu anemeso akati tsvetee.

1

Munhu anemeso akati tsvetee.

Manjuma izita rinodeedzwa naro vakadzi vanoera Mbizi yekwaMazvimbakupa vachidada nekushaya nyanga kwembizi.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njumba [jumha]

Njumba kasaga kana kahomwe kadiki, kanowanzochengeterwa zvinhu zvakaita semari.

Verenga

Swipe for the next word