Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikwambo mishonga inoita kuti munhu atore upfumi hwavamwe, asi kazhinji mishonga iyi inozodzoka yonetsa muridzi wayo.
1

Kwandiri chaive chatove chikwambo chinosveta ropa.
Uku baba vane chikwambo, ukuwo amai vari kuda kuti uroorwe nedhara.
Chikwambo mishonga inoita kuti munhu atore upfumi hwavamwe, asi kazhinji mishonga iyi inozodzoka yonetsa muridzi wayo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikwande
Chikwande chidimbu chakaoma cheganda romuti rokunze.
VerengaSwipe for the next word