Duramazwi · zita
Zvinoreva
Panhu pakanyorwa panopa ruzivo.
1
Panhu pakanyorwa panopa ruzivo.
2
Chibhakani 7.
3
Chikwangwani chizen'e kana chipuranga chinonyorwa kunowanikwa nzvimbo, chobva choiswa pachena pokuti vanhu vanenge vachitsvaka nzvimbo iyoyo vabatsirike.
4
Apa ndepano nyorwa chiziviso kuitira kuti vanhu vazive zvavanotarisirwa kuita kana vasvika panzvimbo.
Mugwagwa wataifamba nawo wakavharwa, saka iko zvino pava nechikwangani chakanzi, _"Hapana nzira"_.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikwape
Chikwape rudzi rwemakwai ane misoro mitema.
VerengaSwipe for the next word