KwaunobvaDuramazwiMmbovha

Duramazwi · zita

mbovha

mbowowombovora

Zvinoreva

Mbovha masiriri anobuda mumuromo memunhu akavata, anochena kana aoma.

1

Geza kumeso, kune mbovha pamatama.

Mbovha masiriri anobuda mumuromo memunhu akavata, anochena kana aoma.

Zvakafanana

mbowowo · mbovora

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word