Kwaunobva/Duramazwi/M/mbote
Duramazwi · zita
Mbote mukaka wakakora une mavhinga makuru.
Duramazwi
mbotso
Mbotso mukaka unobuda mumunyatso wen'ombe kana wangosvina kamwe.
Mbova
drool, saliva dribble
mbovha
Mbovha masiriri anobuda mumuromo memunhu akavata, anochena kana aoma.
Swipe for the next word