Duramazwi
Zvinoreva
Kana mwana achirwerwa anenge achibuda mate mukanwa nokuda kwekuti haasati ava kukwanisa kuchengetedza mafimbire enhengo dzake dzomuviri.
1

Zvinanzvi ndezvekudya zvinotapira chose. Vanhu vakarwerwa rute vaona zvinanzvi mundiro.
Kana mwana achirwerwa anenge achibuda mate mukanwa nokuda kwekuti haasati ava kukwanisa kuchengetedza mafimbire enhengo dzake dzomuviri.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rweseri
Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchizviita muchivande pasina anokuona.
VerengaSwipe for the next word