Duramazwi · zita
Zvinoreva
Masiriri mate anoerera pamuromo kana paine chinhu chinonaka chinenge chaonekwa, kana kuti unenge ungori mugariro wemunhu wacho, zvikuru pwere.
1
Masiriri mate anoerera pamuromo kana paine chinhu chinonaka chinenge chaonekwa, kana kuti unenge ungori mugariro wemunhu wacho, zvikuru pwere.
Mbovha masiriri anobuda mumuromo memunhu akavata, anochena kana aoma.
Ichi chirwere chehuku chinoita kuti dzinete dzichibuda masiriri.
Mbovora zvinhu zvichena zvinowanikwa pamativi emuromo zvinokonzerwa nokubuda masiriri munhu akavata.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03masitepisi
stairs
VerengaSwipe for the next word