KwaunobvaDuramazwiMmarute

Duramazwi · zita

marute

Zvinoreva

Masiriri.

1

Masiriri.

Sisi Noku vaive vakungozhinya vakaburitsa mazino panze vachirerera marute.

Aive akangogara pamubhedha achingozhinya pamwe nekuyerera marute.

Kuti apindure chaiko aiita kunge munhu ahakira shaya nekuti marute ndiwo aingoita nhange mutange.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marutsi

Marutsi ndezvinosemesa zvinobuda nemumuromo zvichibva mudumbu mushure mekunge zvambodyiwa.

Verenga

Swipe for the next word