KwaunobvaDuramazwiMmasitepisi

Duramazwi · zita

masitepisi

stairs

Zvinoreva

Izvi zvidanho zvakavakwa panofambwa napo kana vanhu vachipinda kana kubuda muimba yakakwirira.

1

Izvi zvidanho zvakavakwa panofambwa napo kana vanhu vachipinda kana kubuda muimba yakakwirira.

2

Kana vanhu vachinzi vari kuita masitepisi vanenge vachidzidzira kuita zvinhu zvavanenge vachizoita pachiunga chevanhu. Mazuva ano handina nguva yokuinda kubhora nokuti tiri kuita masitepisi omuchato womukoma wangu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

masiya

Masiya iropa remhuka rinochingidzirwa painourawa, rinodyiwa rakadaro kana kuti rabikwa.

Verenga

Swipe for the next word