Duramazwi · zita
matanho
precautionary · stages · steps
Duramazwi · zita
precautionary · stages · steps
Matanho urongwa hwezvitevedzwa zvinotorwa kuenzanisa kana kugadzirisa zvinhu.
Matanho urongwa hwezvitevedzwa zvinotorwa kuenzanisa kana kugadzirisa zvinhu.
Uchishandisa musambo wokukumbira, ndeapi matanho aifanirwa kutorwa naVaChiutsi?
Izvi zvaivabatsira kuti vatore matanho okugadzirisa matambudziko aya zvisati zvashata.
Hwenderera matanho anotorwa nemunhu kusvikira abudirira pane zvaanenge achiita.
Duramazwi
01 / 03matani
tons
VerengaSwipe for the next word