KwaunobvaDuramazwiRrweseri

Duramazwi · zita

rweseri

Zvinoreva

Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchizviita muchivande pasina anokuona.

1

Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchizviita muchivande pasina anokuona.

Uyu munhu anokuvadza vanhu nerweseri, asingabude pachena kuti chii chaari kuronga.

Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchizviita muchivande pasina anokuona.

Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchihwandira vamwe wako uchizviita ivo vasingazivi.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rweza

Kuzunza muviri nenzira yemimhanzi kana dzungu.

Verenga

Swipe for the next word