KwaunobvaDuramazwiCchoga

Duramazwi · zita

choga

Zvinoreva

Choga ijira rinosungwa mumusoro sechishongo nevanhukadzi uye rinopinzirwa chinhu chakatenderera kuti riite kakurereka.

1

Choga ijira rinosungwa mumusoro sechishongo nevanhukadzi uye rinopinzirwa chinhu chakatenderera kuti riite kakurereka.

Kuipa kuipa zvaro bveni, asi haridyi chakafa choga.

Gudo kuipa kuipa zvaro asi haridyi chakafa choga.

Mutsauko mukuru ndewokuti chikamu choga chog chinoda kuti udzidze unyanzvi hutsva.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chogodo

Kuti chogodo kubvisa madota kana chimwe chinhu nokugumha.

Verenga

Swipe for the next word