Duramazwi01 / 03chochororoKuti chochororo kuita weti yakawanda uye inoburitsa ruzha kwenguva yakareba.Verenga→
Duramazwi02 / 03chogaChoga ijira rinosungwa mumusoro sechishongo nevanhukadzi uye rinopinzirwa chinhu chakatenderera kuti riite kakurereka.Verenga→