Duramazwi
Zvinoreva
Kuchocha kumedza chokudya usina kumbochitsenga.
Kuchocha kuzvibata-bata muviri nekutamba-tamba nesikarudzi yako uchiita kuti unzwe zvaunonzwa kana wakarara nemumwe wako.

Kuchocha hwahwa kuhunwa zvakapfurikidza.
Kuchocha kuzvibata-bata muviri nekutamba-tamba nesikarudzi yako uchiita kuti unzwe zvaunonzwa kana wakarara nemumwe wako.
Kuchocha kumedza chokudya usina kumbochitsenga.
Kuchocha kuzvibata-bata muviri nekutamba-tamba nesikarudzi yako uchiita kuti unzwe zvaunonzwa kana wakarara nemumwe wako.
Zvakafanana
-svada · -bonhora
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chochodza
Kuchochodza kurovanisa mari yesirivha kana zvimwe zvinenge zviri muhomwe, uchiitira kuti zvirire.
VerengaSwipe for the next word