KwaunobvaDuramazwiCchobora

Duramazwi

chobora

-dzomha-dzvobora

Zvinoreva

Kana huku ichichobora inenge ichidya kana kurwisa nemuromo wayo wakatesva. Huku yachobora sadza rikaita makomba.

1

Kana shiri kana huku zvichidodonya mazai azvo zvinenge zvichiachobora kuti avhurike, vana vabude.

Kana huku ichichobora inenge ichidya kana kurwisa nemuromo wayo wakatesva. Huku yachobora sadza rikaita makomba.

Kuti kovo kuchobora kunoita huku kana ichidya.

Zvakafanana

-dzomha · -dzvobora

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chocha

Kuchocha kumedza chokudya usina kumbochitsenga.

Verenga

Swipe for the next word