KwaunobvaDuramazwiCchochodza

Duramazwi

chochodza

-svesvenha

Zvinoreva

Kuchochodza kurovanisa mari yesirivha kana zvimwe zvinenge zviri muhomwe, uchiitira kuti zvirire.

Kuchochodza kumhanya sezvinoita jongwe.

1

Kuchochodza kuita weti yakawanda chaizvo panguva imwe.

2

3

Zvakafanana

-svesvenha

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word