Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchena munhu murombo asina kana chii zvacho chaainacho.
Muchena mushonga unozorwa nomunhu kuitira kuti adiwe kana kufarirwa nevanhu vakawanda.

Usafunge kuti mwoyo wangu muchena nekuve kwako pano mhani.
Unoti moyo wangu muchena here, usiku hwose hwadarika ndichingodzungaira, kana kumbobatwa nehope?
Muswaswa muti unotanda unobuda muto muchena uye unobereka vana vatsvuku vanodyiwa.
Muchena munhu ane ganda jena, ane madziteteguru akabva kuYuropu.
Muchena mushonga unozorwa nomunhu kuitira kuti adiwe kana kufarirwa nevanhu vakawanda.
Unoti moyo wangu muchena here, usiku hwose hwadarika ndichingodzungaira, kana kumbobatwa nehope?
Muswaswa muti unotanda unobuda muto muchena uye unobereka vana vatsvuku vanodyiwa.
Muchena mushonga unozorwa nomunhu kuitira kuti adiwe kana kufarirwa nevanhu vakawanda.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchenekwa
Muchenekwa upfu hunogayiwa kubva pachibage chinenge chatswiwa.
VerengaSwipe for the next word