Kwaunobva/Duramazwi/M/muchembere
Duramazwi · zita
Muchembere munhukadzi akwegura.
Yakadiniko miviri nhai muchembere?
Duramazwi
muchena
Muchena munhu murombo asina kana chii zvacho chaainacho.
muchenekwa
Muchenekwa upfu hunogayiwa kubva pachibage chinenge chatswiwa.
muchenera
Muchenera mushonga unoita kuti kana munhu aka-
Swipe for the next word