KwaunobvaDuramazwiMmuchema

Duramazwi · zita

muchema

tsundi

Zvinoreva

Muchema muti unokura zviri pakati nepakati unotaridzika somubhanana, une mashizha akatsvedzerera uye anovaimira uye unowanikwa munzvimbo dzakakwirira.

1

Muchema muti unokura zviri pakati nepakati unotaridzika somubhanana, une mashizha akatsvedzerera uye anovaimira uye unowanikwa munzvimbo dzakakwirira.

Kuroorera mukarabwe muchema waisa udyi mumba.

Pfungaidzo imombe inourayiwa parufu rwemunhu mukuru seusavi hwavanhu vauya kuzomuchema.

Zvakafanana

tsundi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchembere

Muchembere munhukadzi akwegura.

Verenga

Swipe for the next word