Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murungu munhu ane ganda rakatsvuka zvekutoda kuchena, nevhudzi rinoyerera uye ane madziteteguru akazvarirwa kuEurope.
1
Murungu munhu ane ganda rakatsvuka zvekutoda kuchena, nevhudzi rinoyerera uye ane madziteteguru akazvarirwa kuEurope.
Vakapopota vatete, "Vanahanzvadzi hapana chinoshamisa apa nokuti murungu munhu.
2
Murungu munhu waunoshandira kana kuti anokupa mari.
Murungu wangu haasati andipa mari saka ndakabhuroka.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mururi
Mururi ndiye anoita kuti mutambo uchitanga.
VerengaSwipe for the next word