KwaunobvaDuramazwiMmushandirwi

Duramazwi · zita

mushandirwi

employer

Zvinoreva

Mushandirwi munhu waunoitira basa achipota achikubhadhara nenguva yakatarwa.

1

Mushandirwi wangu anondibhadhara mari mwedzi wega wega.

Mushandirwi munhu waunoitira basa achipota achikubhadhara nenguva yakatarwa.

Zvakasiyana

mushandi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word