KwaunobvaDuramazwiMmushandi

Duramazwi · zita

mushandi

activist · attendant · employee · laborer · servant · worker

Zvinoreva

Musevenzi.

1

Musevenzi.

Izvi zvinobatsira kuti mushandi woga woga akwanise kuzviongorora kuti zvaari kuita zviri mugwara here rekusimudzira kambani yaanoshandira.

Mushandi akapa notisi yomwedzi mumwe paakanga ava kuchinja basa.

Mushandi anoita basa nemwoyo wese ndiye anosimudzirwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word