KwaunobvaDuramazwiMmushana

Duramazwi · zita

mushana

sunshine

Zvinoreva

Mushana kazuva kanodziyirira munguva dzechando, kanozambirwa nevanhu.

Kupisa kwezuva panguva yerusununguko (warm sunlight).

1

Maitakue vainge vongoeredza misodzi zvino vakagara pakachigubhu vachidziya mushana.

Uyu mushana wezuva rava pedyo nekunyura usinganyanyi kudziya.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word