Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murundu iganda rinovhara mberi kwesikarudzi yevanhurume.
Murundu inzvimbo diki inogona kuitirwa mitambo nevana vadiki.

Murundu inzvimbo inombogarwa nevachangoyaruka pavanenge vachichecheudzwa.
Murundu kuchecheudzwa nekubiswa kunoitwa ganda rinovhara mberi kwesikarudzi yevanhurume.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03murungu
Murungu munhu ane ganda rakatsvuka zvekutoda kuchena, nevhudzi rinoyerera uye ane madziteteguru akazvarirwa kuEurope.
VerengaSwipe for the next word