KwaunobvaDuramazwiCchikepe

Duramazwi · zita

chikepe

barge · boat · ferry · ship

Zvinoreva

Chikepe igwa kana kuti kangarava kadiki kanofambiswa pamusoro pemvura.

1

Chikepe igwa kana kuti kangarava kadiki kanofambiswa pamusoro pemvura.

Ngarava chikepe chikuru, chinotakura vanhu nezvimwewo zvinhu zvakasiyana-siyana mumvura.

Chikepe igwa kana kuti kangarava kadiki kanofambiswa pamusoro pemvura.

Gwasvo muti unogadzirwa kuti ushandiswwe kufambisa chikepe.

Zvakafanana

mukumbi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikerema

Chikerema munhu kana chinhu chinokuvadza.

Verenga

Swipe for the next word