Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikeyi chivezwa chine man'azho, chinopinzirwa parimwe remaburi ejoki, uye chinozosungirirwa chitiropo.
1

N'azho inzvimbo yepachikeyi yakachekwa inohakirwa chitirobho kuti chisabve.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiki
Kanha munhu achinzi ane chiki anenge achitaura mazwi ane ukasha kana kuti okutsvinya nguva dzose.
VerengaSwipe for the next word