Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikerema munhu kana chinhu chinokuvadza.
1

Kana munhu achinzi chikerema anenge achiita zvinhu zvakaipisisa zvekukanganisira vamwe. Chembere iri kugomo uko chikerema pakuroya.
2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikero
scale
VerengaSwipe for the next word