Duramazwi · zita
chikero
scale
Duramazwi · zita
scale
Chikero mudziyo wokuyeresa kana kupima uremu hwezvinhu zvakasiyana-siyana. Tinopima nyama pachikero kana tichitengesa.

Kuyera kushandisa rura, chikero kana chimwe chiyereso kuti uone urefu, uremu kana ufarwa hwechimwe chinhu.
Chikero mudziyo wokuyeresa kana kupima uremu hwezvinhu zvakasiyana-siyana. Tinopima nyama pachikero kana tichitengesa.
Vari kukodza mombe yavari kuda kutengesa kuitira kuti igozo rema pachikero.
Duramazwi
01 / 03chikeyi
Chikeyi chivezwa chine man'azho, chinopinzirwa parimwe remaburi ejoki, uye chinozosungirirwa chitiropo.
VerengaSwipe for the next word