KwaunobvaDuramazwiMmukohwi

Duramazwi · zita

mukohwi

harvester

Zvinoreva

Mukohwi munhu anobvisa zvirimwa zvinenge zvaibva mumunda achindozvichengetedza.

1

Mukohwi munhu anotenderwa nemaKristu kuti pakuguma kwenguva achauya kuzotora vanhu vakanaka achienda navo kudenga.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukokeri

Mukokeri munhu anotungamira mombe dzinenge dzakabopwa.

Verenga

Swipe for the next word