KwaunobvaDuramazwiMmabhindauko

Zvinoreva

Mazano okuzviraramisa.

1

Mazano okuzviraramisa.

Kuita mabhindauko kugona kushandisa pfungwa mukuita zvinhu zvinovaka kana kuponesa mhuri.

2

Kuita mabhindauko kugona kushandisa pfungwa mukuita zvinhu zvinovaka kana kuponesa mhuri.

3

Idzi injere kana unyanzvi hokukwanisa kuita zvinhu zvinoita kuti munhu akwanise kubuda panenge pakashata.

Akashandisa mabhindauko ake kuti apunyuke vavengi.

Zvakafanana

mhindu · mupindu · mhindumupindu

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word