Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mabhiriki ndezvakabatana nemavhiri emotokari, bhasikoro kana zvimwe-wo, zvinoti kana zvikabatwa kana kutsikwa chinhu chacho chinobva chamira.
1
Mabhiriki ndezvakabatana nemavhiri emotokari, bhasikoro kana zvimwe-wo, zvinoti kana zvikabatwa kana kutsikwa chinhu chacho chinobva chamira.
Matsviriri ruzha runobuda pamota, bhasikoro kana zvimwewo kana munhu akatsika mabhiriki zvakanyanya.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mabhishopi
bishops
VerengaSwipe for the next word