KwaunobvaDuramazwiMmutupo

Duramazwi · zita

mutupo

Zvinoreva

Mutupo mucherechedzo weukama hwevanhu vedzinza rimwe chete, unotorwa kubva pamhuka, zvimwewo zvisikwa kana nhengo dzemuviri.

1

Mutupo mucherechedzo weukama hwevanhu vedzinza rimwe chete, unotorwa kubva pamhuka, zvimwewo zvisikwa kana nhengo dzemuviri.

Mutupo wenyu munoera chii?

Nzou mutupo pana vanhu paseri ava machikichori.

MaShona ane muko wekuti munhu haafaniri kudya mutupo wake.

2

Munhu akati chimwe chinhu mutupo kwaari, anenge achireva kuti haatombodi kana kuchibata kana kuchiita. Kana munhu ari nyope, badza unenge utori mutupo kwaari.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muturikidzwa

Kana zvinhu zvakaita muturikidzwa zvinenge zvakarongwa chimwe nechimwe chichienda pamusoro-

Verenga

Swipe for the next word